19/11/2025
FOTEREZA YEKUFAFADZA PANO
Nutriplant Organic Plus Fertilizer, Fotereza Yanhasi NaMangwana nekusingaperiperi
Inoshanda pamhando dzese dzemichero nezvirimwa zvinobatsira Varimi vaite mari:
chibage, mbambaira, mbatatisi, gorosi, mupunga, tii, kofi, cocoa, fodya, nezvimwewo,
miriwo, michero, marabha, maruva, nezvirimwa zviri mumabhasikiti (potted plants).
Zvayakanakira Kuzvirimwa:
1. Inokurudzira kumera kwembeu
2. Inokurudzira kukura kwemidzi
3. Inovandudza miviri inotakura chikafu muzvirimwa (vascular tissue)
4. Inokurudzira kukura nekukurumidza kwechirimwa uye kuwedzera kwemashizha
5. Inoruramisa kutenderera kwekura kwechirimwa uye rinowedzera nguva yekubereka kwemichero
6. Inowedzera kusimba kwechirimwa pakurwisa zvipembenene nezvirwere
7. Inowedzera goho rezvirimwa
8. Inovandudza hutano hwemichero nezvirimwa
TINAYO PAMAZERA MAVIRI AYA:
100ml $7-00
1000ml/1litre $50-00
https://chat.whatsapp.com/CvvqvIV0NupHeLPkH8ME3C
NDIBATEI APA MUWANE YENYU nhasi chaiye:
π +263 779 168 990
π +263 715 832 378