02/12/2025
Vazukuru kana ndakubatsira hazvireve kuti shanja nemadzimai evanhu ,
uye kuva nenumber dzangu hadzisi haisi emergency number vanhu vazhinji varikusunga vakadzi vavo hongu ndinokwanisa kusunungura ziva kwekudyira mari yako ,Hongu munhu ane kodzero yekubatsirwa kwaunoda yes asi vazhinji varikuchema kubata mushonga haisinyore munhu unotora nguva kuchifunga uye kugadzirira chirega kuenda kun'anga dzepasi pemutu ndofara ndakataura kune vanhu vasingagone kutaura zvananogona vakungoti toita zvese nguwo tsvuku kana ana tsikamutanda avasi n'anga ndirikutambira nyunyuto zuva nezuva ini ukava nehana yakasimba ndinokuyambutsa muzukuru ,Uye hakuna pfuma yezvokwadi isina mhiko mwachewe
Message Sekuru Banda on WhatsApp. https://wa.me/263788688633
078 868 8633
DJ Ollah 7
Dj Sparks Zw