06/10/2025
*Mafibroids muchibereko*
_Nyama dzinomera mulining mechibereko uye size dzinosiyana siyana.
*Mafibroids anokonzerwa ne;*
_overian failure
-kuvhiringidza zvirongwa (hormonal disorders)
_kusavapo kweupenyu hwepabonde
_weak immunity
*Masymptoms emafibroids*
_kuchema kuenda kuperiod (irregular menstruation)
_marwadzo uye kusuruvara kwemuviri,_kurwadziwa nguva yapabonde
_kurwadziwa Shure
_kunzwa kufufutirwa (bloating)_Kuita mamiscarriages
_kunzwa kurwadziwa pasi pedumbu zvakanyanya uye kurwadziwa nekuzasi kumusana
⭕Mafibroids anoda kurapwa achiri kutanga asi akura macentimeters acho kuitira kuti chirwere chisakomba .Nokuti akawedzera kukura anokonzera kunetseka kuti mubate pamuviri, uye akakurisa munogona kuzoitwa surgery mobviswa chibereko zvinova zvinodhura uye kana nhumbu ichinge yabata mafibroids anokanganisa makuriro ezai muchibereko zvinova zvinokonzera preterm birth,labor problems and repeated miscarriages .
📌Zvakanaka chose kuongororwa kuti une mafibroids kana kuti hauna kuitira kuti damb