Exon Medical Clinic

Exon Medical Clinic Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Exon Medical Clinic, Medical and health, Masvingo.

⭕⭕⭕ _*BP OR HYPERTENSION CHII EXACTLY*_  _*BP INOKONZERWA NEI ?*_  _*INOKONZERA ZVIRWERE ZVIPI EXACTLY*_  _*NDEZVIPI ZVI...
15/07/2025

⭕⭕⭕ _*BP OR HYPERTENSION CHII EXACTLY*_

_*BP INOKONZERWA NEI ?*_
_*INOKONZERA ZVIRWERE ZVIPI EXACTLY*_

_*NDEZVIPI ZVIRATIDZO ZVEKUTI UNE BP OR YAVE KUTANGA*_

🅰️🅰️BP hachisi chirwere asi it's a condition yekuti ropa remunhu mukufamba kwaro rinenge richifoswa or pane force iri high mutsinga dzako zviri pamusoro zvine pressure

🅰️Pane ma category mana e blood pressure

🏵️ *yekutanga iri normal* BP inofanira kunge iiri pasi pe 120/80mmHg

🏵️ *yechipiri or number 2* inenge yati kwirei 120--129/80mmHg

🏵️ *Stage number 1 Hypertension* inenge yavekubva pa 130-139/80-89mmHg

🏵️Stage 2 140 or higher/ 90 or higher

_*🅰️🅰️SO ZVII ZVINOKONZERA BP OR HYPERTENSION*_

👉🏿genetics or nyaya inechekuita nema genes kubva kumhuri
👉🏿age or kukura kuri kuita munhu especially from 40 years zvichienda mberi
👉🏿obesity or kusimbisa
👉🏿smoking or kuputa fodya ine ma chemicals anopinda mumuviri wemunhu
👉🏿kusaitawo ma exercises
👉🏿stress zvakare inokonzera
👉🏿kidney disease or chirwere cheitsvo
👉🏿high blood fat or mafuta akawanda mumuviri
👉🏿ma hormonal imbalances
👉🏿high cholesterol levels, tsvina mumuviri dzasangana nemafuta
👉🏿eating habits or kudya chikafu chine mafuta akawanda
👉🏿certain use of ma medications
👉🏿being diabetic and intake of medicines

🛑🛑 *Nezvimwe zvakasiyana siyana zvinokonzera BP OR HYPERTENSION*

*🅰️🅰️Ndezvipi zvinoratidza kuti wave ne BP OR HYPERTENSION*

🏵️musoro kugara uchitema
🏵️nose bleeding or kubuda ropa mumhino
🏵️dizziness or kupera simba muviri wese
🏵️confusion or memory disorders
🏵️kutadza kuona zvakanaka kwemaziso
🏵️ma chest pains or kurwadziwa muchipfuva
🏵️kuzarirwa zvekutadza kufema zvakanaka
🏵️kupera simba pabonde kuvarume
🏵️nhengo kukasika kupera simba or power pabonde ,kukasika kurasa mbeu
🏵️kuita chiveve chisingaperi

Nezvimwe zvakasiyana siyana zvinoitika ✅✅✅

Kana matambudzwa ne BP OR HYPERTENSION ndibatei izvezvi mangwana musvike pa Office tibatsirane zvizere kunyangwe ichigara iri high or yakakwira BP yenyu by tomorrow chaiye inenge yadzika and muchizotovata zvakanaka chose

Book on +263 775 027 938

Address

Masvingo

Telephone

+263775027938

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Exon Medical Clinic posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to Exon Medical Clinic:

Share

Share on Facebook Share on Twitter Share on LinkedIn
Share on Pinterest Share on Reddit Share via Email
Share on WhatsApp Share on Instagram Share on Telegram