07/05/2022
*MURUME WESE A MUST TO READ THIS*
EVEN VAKADZI VANEVARUME.
MATRAINERS BATSIRAI VANHU...
S***m remurume rine vitamin c, fructose, magnesium, phosphorus, potasium, vitamin B12, zinc, nitrogen and calcium.
Manje vakadzi vanofanirwa kuziva kuti murume akatakura something chakakosha uye maballs emurume ngaachangetedzwe nekuti akatakura that important staff.
๐S***m rinogara even 5 days mumukadzi zvichienderana nekuti vigina racho riri friendly zvakadii nemurume iyeye. Uye zvichienderana nekuti mukadzi anewo zvakakwana here zvakaita sema fluids ari very important, also kuti mukadzi haana tsvina here inosara paanoenda kumaperiods uye mukadzi ari.kunakirwawo here pabonde nekuti kana mukadzi achirwadziwa or kana asingade bonde pane something chinenge chichiitika maari(will explain about it)
๐Kana murume akanzwa kuda bonde, s***m rinotanga kufamba mbijana mbijana zvekuti kufamba kwarinenge richiita ikoko anenge achiwedzera kuda s*x and kana usina self control unozoita r**e case or kuita ma********on. Then kufamba kunoita s***m ikoko kazhinji kacho ukaita romance nemusikana or mukadzi wako s***m rinenge richibva kuma testicles richiuya ne urethra kusvika ratopedzisira rabuda rega or kusabuda robva radzokera futi kwarabva but harichadiwe manje kuti ridzoke muchimiro charakanga riri so that rinoitwa absorbed robva ratoenda mumuviri wako kutoshanda mamwe mabasa anodiwa for your own benefit. Saka varume ngavazive kuti pa 1 second panogadzirwa more than 1400 semen/s***ms zvekuti akawandisa, ekare aye anobva aitwa absorbed into your body to improve you. Ndosaka uchiona varume vaye vasina misikanwa or vakafirwa nevakadzi vachisimba zvakanyanya but vakangoroora unoona akupera (handisj kuti vakadzi makaipa).
๐Ma s***m emurume haamire kugadzirwa. Kunyangwe zvazvo mukadzi achimira kugadzira mazai ake but s***m remurume rinogadzirwa every second zvekuti pazuva anenge agadzirwa anosvika kuma million then mamwe oitwa absorbed in your body.
๐ Chikafu chekuti murume anova nes***m rakawanda ibanana, chocolate, lean beef, walnuts and garlic.ASI KUTIENS KUNE ZINC ...NDOO CHOWIRORO. Uye mvura yakanakawo mumuviri kuti s***m riwande rigone kuzoita swimm in the uterus.
๐Kana uri baba vakangwara uchida kuti mudzimai wako abudise mwana ane hutano please usapute fodya, usadye cheese, cupcakes, sausages and drugs.SHANDISA ZINC ,DR IMMUNO, ANTILIPEMIC TEA,LECITHIN NE CALCIUM .
๐ Munhu ane obesity haana s***m riri mature uye ari weak pabonde. Ane futi s***m risingagadzirwe rakawanda seamwe.SO MAINTAIN N YOUR BODY.ANTILIPEMIC TEA NGAINWIWA EVERY DAY.4 CUPS PER DAY.2 KUSEN USATI WADYA 2 MANHERU AFTER FOOD.
๐matestis (balls) emurume ari mune kamwe kaganda kakaita kasagi kakasimba zvekuti ikako ndiko ka the strongest skin pamunhurume. Hakuna ganda rakasimba kupfuura ikako kaye kamunogeza varume kamunotya kuti mukapfeka underware yakabata kanorwadza. Then ikako kaganda ikako kakasimba uye kanoita maintain your tempereture to 7degree celcius zvekuti hakatenderi kuti tempereture ipfuure ipapo saka kakakosha zvekuti
๐Kana ukapedza nguva refu uri muhot tab uchigeza unenge uchiuraya s***m rako zvekuti othereise unenge uchidira s***m mumudzimau wako ikozve rakatofa kare. Saka zvinobva zvakukanganisa zve6 months uchinetsekana . Condition iyoyo inonzi scrotal hyperthemia. Uye murume haafanirwe kupfeka ka underware kakabata nekuti zvinouraya nekuti zvinokanganisa kugadzirwa kwes***m rako. Saka varume vaye vanoroora vakanzi hanzi ndizogadzirirwa mvura inodziya chenjerai apa.
๐Vamwe vakadzi vari alliegic to s***m. Kwete kuti haakude but s***m remurume harisi friendly naye obva atoita ma allegies. Iyoyo inonzi seminal *plasmahypersensitivity* . Inoita kuti mukadzi anzwe kurwadziwa during s*x, azvimbe vigina rake, anzwe kutsva kuviginal area.
๐Kune dzimwe nyika, s***m rinoshandiswa kugadzira ma cosmetics anoshandiswa kupedza mapundu kuface kwako zvekuti 1tube inokwanisa kuita 250 dollars kuti uitenge ipedze mapundu. Kwete kuti vakadzi endai moti daddy tipeiwo s***m tinake kuface...noo....musdaro. S***m rakanzi naMwari rikure mu uterus yemukadzi riite ka zygote kuzoita kamwana like what u are today. Dai wakaitwa cosmetic waidai uripi?
*SEI MURUME ACHIZOKURUMIDZA KUBUDISA S***M*
Kune inonzi lifelong ejaculati yekuti murume ane problem iyoyo kubva achizvarwa then kwakuzouya aquired ej*******on yekuti murume anokurumidza kubudisa mbeu nekuti akura or agarisa achiita s*x. Ukaona waimboti uchirine 25 years waiva pfuti chaiyo pabonde but mukukura umu wakuita hwajongwe ziva kuti wakurwara. Mureproductive system yako ziva kuti une inonzi prostate gland inoti kana s***m richibva kumaballs ako rikasvika ipapo rinobva rawandiswa nemafluids kuti riwande rikwanise kuita swimm mu uterus yemukadzi aite nhumbu. Saka iyoyo iri very sensitive zvekuti s***m rikasvika ipapo ndopaunozwa kuda kubudisa s***m and unenge wakunakidzwa zvakanyanya. Saka ukaita prostate problem unoita early ej*******on. Uye kana uine kidney problem unoita futi early ej*******on. Kana uri mnhu uya anoita s*x kakawanda pazuva unozoita watery semen+ early ej*******on. Early ej*******on inokonzerwa futi neprostate cancer. Kana ukaona uine that problem unenge uine high risk.of prostate cancer. Ukaona iuine problem iyi ukazosvika kuma 60 nhengo yako inobva yaita problem yekusamira uye. kunetsekana pakuyita weti and kidney problem. PRODUCTS ANDA TAURA KUMSORO AYO NDIWO ANOPEDZA MASPORTS..
BY l. Mikuwa: vanoda maproducts or ku joins ndibatei pa 0812788422 or 0684623838