25/05/2022
*DZIDZISO KUMURUME NEMUDZIMAI WANHASI*
1. Couples musatore chikwereti behind each other, dzimba dzadonha nezvikwereti.
2. Teach your children nzira dzaMwari.
3. Musarwe kana kupopotedzana. Vana vanozodzidza behavior yakaipa.
4. Always communicate.
Pacommucation ipapa ndopane basa.
Regai kuita mazvake mazvake.
5. Madzimai bikirai varume venyu. Vamwe vanoti zvose ngazviitwe nasisi including washing of inner garments. You will be giving the devil a door. Musapeta maoko, muchato unoshandirwa.
6. Know your spouse's weakness and address them with respect.
7. Varume kana munin'ina kana hanzvadzi yako ichida mari, ngaiende through Maiguru. Direct kunaMkoma inokonzeresa.
8. Musaendese mari nemagroceries kumba kwenyu nerweseri. Kana muri couple, matove nedzimba mbiri. Itai pamwe chete kuma inlaws enyu 50:50.
9. Vechidiki vanogara nevabereki, be responsible. Tengai magroceries kusvika mava kugara mega. Even mava mega, hazvina kuipa kutenga futi.
10. Kana wavamarried, watokura. Usarambe uri mudiki kana kukura uchidzokera pasi sembambaira.
11. Language yokuti baba vako, mai vako, munin'ina wako kana kumba kwedu ngaipere. Haisi language yemuKristu. Unongoti mai vanga vari pano kana baba nanga vari pano.
12. Musachengete zvigumbu. Ngura inodya simbi yakaitakura.
13. Edzai kunamata pamwe semhuri. A family that prays together, stays together.
14. Plan together not wega wozouya watoplanner kare. NO. It weakens your marriage.
15. Bhaibheri rinoti murume achasiya baba naamai vake akanamatira mukadzi wake. Vaviri ava vachava nyama imwe. Varume nevakadzi rumurikaiwo. Nguva nenguva, ndadaidzwa kwaanaMhamha. Endai mese, usaende wega. Kwete kuti mai vakauya, murume anotandara naamai vake kusvika 00:00 midnight mudzimai ari ega mubedroom.
16. Usaone TV kana kuverenga newspaper mukadzi aenda kundorara kare. Iyo Whatsapp yakazodai kuuya iyi, dzimba dzava kuputsika nemafoni aya. Teerai kundorara pasina maminutes.
17. Mubedroom hamusi mucourt. Any issues should be discussed before bedroom visit.
18. Musatsanyisa baba kana mai bonde nokuti matukana. Regai ndizvitaure nokuti ndizvo zvapedza kuputsa misha yakawanda.
19. Rough madzimai nevarume iregei. Talk with love in your voice.
20. Gezaiwo mese baba namai.
21. Varume, change your underwear not kuipfeka week rese. Underwear inoita kunge yakanyikwa musugar.
22. Kweshai mazino nokugeza nguva nenguva not kuti ndakageza nezuro or ndambogeza kuseni. Aiwa gezai to avoid unpleasant odor during s*x.
23. Be responsible. Know your children. Talk to them. Take interest in their education. Don't leave it to teachers only.
24. Speak positive about their lives and future.
25. Be a parent not a baby machine.
26. Don't be boss in a marriage. Teereranai. Mharwaiwo nenhunzi pamuromo.
27. Usangoudza vanhu vese vese zvemumba mako. Vamwe iMetro. Unozosara kufamba wakatopera kare.
28. Enjoy your marriage not endure it.
29. Know your spouse's special meal, clothes sizes, birth day and phone numbers. Text him/her *I love you sweety.*
30. Compliment him/ her like wakachena. If you don't, kune vakatomirira kuzviita kumabasa kwavanoswera uku kana mumaraini umu.
31. Add value (value addition). Usaende kumashops nemazibhutsu asina musoro uchiti uri local. Add value usati waenda papublic. Hakuna chinonzi hembe dzepamba. Always be smart.
32. Pliz don't be Permanent Home Defender (PHD). Do something. Tsvagawo basa. Mhanyamhanya. Kungoti mbwee, tekeshe, kwete. Tsvagawo zvokuita.
33. Vimbikai varume nevakadzi. The Bible talks about drinking only water from your cistern/well.
34. Support your spouse. Kana pane chinorwiswa nasatan, it is the marriage institution.
35. You should have your marriage counsellor to guide you always.
36. *Avoid going to the bedroom dressed like a ninja*