Home remedy

Home remedy This page is for home remedies only we teach how to use ,strictly for medical and health https://chat.whatsapp.com/HZXjS5CIOTA4c2O76sMJAJ
(5)

*MWANA AGONE MU CLASS*Hazvinei kutii I dandarasei kuchikoro  rerudzii mukamuitira izvi munoona kugonaku hombesa kana ran...
13/02/2026

*MWANA AGONE MU CLASS*
Hazvinei kutii I dandarasei kuchikoro rerudzii
mukamuitira izvi munoona kugonaku hombesa kana ranga riri dofosei
mutozoona asvikawo pa namba 1 chaipo..torai gomarara renhanzva nevhu riya rinocherwa nemasvosve achiiunganidza

mosanganisa mumvura ogeza mvura yacho kana ka2 zvako...

gomarara remunhanzva haringoonekii asi ukariona zvako zvaita hazvinei nezera kugeza chete anotanga kurova chikoro
Zvebasa gomarara hariitise magic yekupasa rinobatsira pakubvisa hanganwa zvekare hariina zera

12/02/2026

12/02/2026

My lolipop

12/02/2026

gyz nevarungu vanoroyawo here ndizvo zvataonaeo pa CCTV kuno

11/02/2026

vanoti tinoziva Capetown ndaive kupi apo

NHUNDURWA1. Zino rinorwadza:  Tora mudzi wacho woboiler uchifunda mvura yacho uchisvipa. 2.  Nyongo/Acids: tsenga-tsenga...
11/02/2026

NHUNDURWA
1. Zino rinorwadza: Tora mudzi wacho woboiler uchifunda mvura yacho uchisvipa.
2. Nyongo/Acids: tsenga-tsenga midzi yacho.
3. Zvisasa: svinira muto wenhundurwa pane chisasa zvinovava hazvo but effective.
4. Mhepo dzakashata: tora mashizha wogeza nawo.
5. Vaye wanoteerwa nebvuri: tora midzi yacho woitswanyatswanya woisa mumvura wogeza nayo inodzinga bvuri.
6. Mudumbu/kufufutirwa: omesa midzi wokuya wonwa just a pinch in water or kuisa a pinch muporridge wodya.
7. Siki/STIs: boil midzi wonwa
8. Kunana Mai kuwedzera nzeve (Matin-tin): tora muto wenhundurwa yakaibva mushomanane wozora Matin-tin ako both sides kuswinya kwazvinoita will force u kuti uzvidhonze. If u do this for 1 week anogona musauko ramba uchizviita dakara size yaurikuda yakwana

10/02/2026

kuchipinge tinodya zvese vanhu nematatya πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚hanzi nhasi tinodiiii

What did you call in your language us madora😍😍😍😍
10/02/2026

What did you call in your language us madora😍😍😍😍

09/02/2026

Stolen zvandibata dzimwe hama dzatisina Humana nadzo

Anonymous

Hie Tarrie Martin ,saw your post yamaisa now ndokumbirawo mundiisire comment yangu...i will never heal,,,got married in 2021 i had 2 miscarriages and nemwana 1 akashaya day randakabatsirwa...thank God Mwari vajazondinyaradza ndava nemwana Ane 2 years...pandakashaikirwa nemwana ,,,ndakaposta my pics pafb ndine nhumbu that was 4 moths after mwana ashaya,,,,pane akacommenter kuti wave nemwana here and i didn't reply,,,,i didn't know the person i just accepted friend request take bcz i think we had kuma30 mutual friends.after somedays ndqkaona message yayakanzi k*k marriage inoda kudzikama takamboona muchiposta mapic mune nhumbu mwana wacho ari kupi... The very same ghost account went on to send message kumurume wangu Hanzi siyana nengomwa tikuzvarire isu......i later found out kuti it was hubbys brother who had that ghost account after vakonana nemukadzi ndopaakataura kuti ndibamkuru venyu.chavakandivengera ndakachishaya handinyatsovaziva,,,he stays kupretorea i stay in joburg.after that ndakatora tete ndikagara navo vachirwara,,taigara mu1 room magariro emujoni momaziva imomo mumba ndomunogezerwa.hubby kubva ati haachazvikwanisi kwakuudza mkoma vake vaya kt vambotorawo tete,,,mkoma vaya kwakutanga kundituka Hanzi mukadzi wako imhunzamusha ndakatonzwa kuti aifamba achireva tete kuti haadi kugara navo...a lot was said...i then developed anxiety and mapalpitations anondinetsa kubva ipapo ndikangotanfa kufunga mashoko andainyeperwa hana yangu inorova kunzwa kurwadziwa pamoyo.im trying kukangamwa for the sake of my health bt zvakaoma

*SOME SIMPLE HOME REMEDIES* 1. Kupisa just a ring yeonion kunodzinga nhunzi mukitchen.2. Kuti bed linen nemapillow zvinh...
07/02/2026

*SOME SIMPLE HOME REMEDIES*

1. Kupisa just a ring yeonion kunodzinga nhunzi mukitchen.

2. Kuti bed linen nemapillow zvinhuwirire unoisa baby powder inobatsira.

3. Ukatanha ma vegetables ako unomanyika mumvura ine salt for 5 minutes nhata, hozhwa, makonye zvinobva zvega.

4. Kana uchibika nyama kuti isatutumira pastove isa teaspoon yemargarine kana wakavhara no problem.

5. A little bit of cooking oil and lemon juice shake until its well mixed inoshaina furniture just like mukwa oil.

6. Ukabika beans dzako paunoisa soup yako add a little vinegar and tomato sauce zvokwata haifufutirwe kana kuzvimbirwa.

7. Vinegar unoisa mumvura yekugeza once per week especially vaya vanoburitsa mweya mumuviri yavo, unoita fresh.

8. Domasi rakatsvukisa ukaisa paman'a ukazokwesha anopera.

9. Ukaona electric kettle yakuita kachi yellow or brown pazasi boilisa mvura shoma then wodira bicarbonate of soda zvinobva fast.

10. Kana uchida kucleaner suede black shoes usina suede cleaner u can use vinegar.

11. Kana uchibika maguru unochekerera onion wodira mafuta kuti nhunzi dzisanyanye & wodira salt kuti isatutumire.

12. When cooking fish, unoisa shizha remuriwo pasi then fish pamusoro they don't stick to the pot.

13. Poto dzeblack ukaona dzakuchinja colour mukati isa Jik or vinegar wozadza mvura wovhara leave overnight.

14. Kurubba vicks kuseri kwenzeve kunoreliever nose congestion instantly

15. Kunwa a glass of warm milk or 500 ml of warm water 30 minutes usati warara kunokupa hope dzakakwana kana uri wekushaya hope

β€οΈπŸ™*

05/02/2026

asi mazimba chiii Page remusikana rabaya 😭😭😭😭 sorry kuvarume vese manga mawana kwenyu. nomore view once
04/02/2026

asi mazimba chiii Page remusikana rabaya 😭😭😭😭 sorry kuvarume vese manga mawana kwenyu. nomore view once

Address

33 Lunga Street
Elandsfontein
27786

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Home remedy posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Share on Facebook Share on Twitter Share on LinkedIn
Share on Pinterest Share on Reddit Share via Email
Share on WhatsApp Share on Instagram Share on Telegram