Pharmacist on call

  • Home
  • Pharmacist on call

Pharmacist on call A community health worker sharing and discussing general medical and non medical issues affecting

Regai dzive shiri. Mazai haana muto. Regai vambodzidza vana, imba vanozoita pava pamberi. Kanoitakura payi mimba yacho k...
20/03/2024

Regai dzive shiri. Mazai haana muto.

Regai vambodzidza vana, imba vanozoita pava pamberi.

Kanoitakura payi mimba yacho kakadai.

Chances of pregnancy complications are so high.

22/01/2024

Monday mornings are usually stressful. Take care of yourself first, your mental health is important.
Have a pleasant week.

19/01/2024

Mishonga ikasara dzoserai kupharmacy varase kwazo. Usapa mwana wamai nhingi, akarwarisa bhasopo kunungwa uroyi.

17/01/2024

Cholera inesu hama. Udzawo hama dzikwatise mvura yekunwa uye kugeza maoko. Pandufu titevedze zvinoda vebazi reutano

16/01/2024

Madoxy haacleane system zvawo.
Kana usiri kunzwa bho enda kuchemist kana kuchipatara unobvunzira.

15/01/2024

Pafair Flu haidi zvayo Amoxy.
Ingonobvunza muPharmacy unobatsirika.

Vatyairi ndinokumbira tidzivirire njozi pamugwagwa.Ndoziva hapana anobva kumba kwake akaronga kuti nhasi ndoda kunoita a...
14/01/2024

Vatyairi ndinokumbira tidzivirire njozi pamugwagwa.

Ndoziva hapana anobva kumba kwake akaronga kuti nhasi ndoda kunoita accident asi ndatingoitaiwo zvatinogona.
1. Kufamba pore pore
2. Kugadzirisa ngoro dzemoto kana pasiri kuita kugadzirisa zvakare kufamba pore pore.
3. Kufamba kwakachena.

Aiwa ndakumbira ndateterera. Road accidents are a public health emergency as much as Cholera is.

Vanhu vanofa uye vanokuvara.
Vakuvara vanoda kurapwa muzvipatara zvedu zvinewo patambudziko azviri kusangana nawo. Kumwe kukubara kwenjodzi munhu anenge oda kugara muchipara nguva refu.

Patagona napo vatyairi ngatizamei kudzivirira njozi mumugwagwa.

Ndatenda.

14/01/2024

Aiwa maKotiri namaARV vanhu dungai. Tisapa zvipfuyo tingapera.
'sfightAMR

13/01/2024

Haa paAmoxy chingopdza course shamwari,
Nyange waakufeeler bho.
Finisht it!

11/01/2024

Yah, zvekuti, "Mai Joe ndipeiwo makotiri maviri ndanzwa nemusoro," ngatimbomira futi gorerino.

10/01/2024

Tisapedzera miseve kuhwiza nemakunguwo. Hanga dzichauya.

Akuruma nzeve ndewako.

10/01/2024

Gore rino imboregawo kahunhu kekuenda kuPharmacy kunoti, "Ndiepeiwo maAmoxy e$."
Let's unite to fight AMR

Address

Harare,Zimbabwe

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Pharmacist on call posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to Pharmacist on call:

  • Want your practice to be the top-listed Clinic?

Share

Share on Facebook Share on Twitter Share on LinkedIn
Share on Pinterest Share on Reddit Share via Email
Share on WhatsApp Share on Instagram Share on Telegram