19/10/2025
Kurwadziwa kwechibereko (pelvic pain) kunogona kukonzerwa nezvinhu zvakasiyana-siyana, zvinosanganisira:
*1. Zvirwere zvechibereko (Infections)*
- *Pelvic Inflammatory Disease (PID)* — hutachiona hunobata chibereko, maovary kana fallopian tubes.
- *STIs* (e.g. gonorrhea, chlamydia).
*2. Hormonal Imbalance*
- Kurwadziwa panguva yeperiod kana ovulation.
- Kusarongeka kwemahormone kunowedzera marwadzo.
*3. Fibroids*
- Mapundu anokura muchibereko, achikonzera marwadzo, kusagadzikana, uye kubuda ropa zvisina kujairika.
*4. Endometriosis*
- Tissue inofanana neyechibereko inotanga kukura kunze kwacho, ichikonzera marwadzo.
*5. Ovarian cysts*
- Mapundu anozadza mvura pamaovary, anogona kutsemuka kana kukura, zvichikonzera marwadzo.
*6. Pregnancy-related causes*
- Ectopic pregnancy (zai rinosungirira kunze kwechibereko).
- Miscarriage kana ma contraction emazuva ekutanga.
*7. Constipation kana urinary tract infections (UTIs)*
*8. Cervical problems*
- Kufema nemishonga, maIUD, kana kenza yechibereko (cervical c
For help +27835630693