05/11/2025
Ungava Mai varikuda mukana we kuita wo Mari, baba varikuona kuti yavari kutambira haikwani, Jaya risati rava kushanda, musikana ari kutsvakavo kusandura hupenyu?
Une mukana we kuyambuka kuti uve ne ramangwana rakajeka pa nyaya dze Mari. Dynace Global Company yauya nechiyedza Kuna ani nani anoda kusandura hupenyu kuburikidza neku fambisa Shoko rinopa hutano kuvanhu.
Huyai midzidze PACHENA, Saturday 8 November na 12Masikati, 8th floor Dynace Global office Harare Karigamombe Arcade Munhu wese anokokwa.
FREE FREE FREE